Lesson
77
MuGuta raSatani
1 MuGuta raSatani ndimo mune dzimba dzakatsvuka semoto.
2 Vanhu varimo vane mapapiro matsvuku; ndivo vatumwa vaSatani.
3 Vanogara vachiimba rwiyo rwavo rwekuti,"Tasunungurwa neve kubva mudirongo rangu".
4 Vanenge vachifarira kubviswa kwavakaitwa mugehena, vachipembera nekuti vakanunurwawo.
5 Saka nanhasi Baba havachasungi madhimoni kwete.
6 Kuone unepfungwa dzekufunga wafungisisa pane izvi chete.
7 Zvava kwauri hama kutiza chiedza uchida rima.
8 Hama wada here kupiwa mapapiro matsvuku?