Musangano Wekuberekwa KwaJesu Munyika muGuta raVaJehova PaKirisimasi
1 Musangano uyu wakatyisa aninaani muGuta raVaJehova.
2 Ndiwowo musi wakaberekwa Mwanakomana wemunhu naMariya.
3 Matenga vanoronga Kirisimasi isati yasvika; rikati,"Vanhu vasimudzwa zvakanyanya naBaba."
4 Kuzoti zuva racho rasvika, Gwayana rakafuma muka rikashevedzera richiti,"Vaberekwa zvino."
5 Vanhu vakamuka vakanga vachiimbaVanhu vakamuka vakanga vachiimba "Jerusarema musha wangu, musha wakanaka.musha wangu, musha wakanaka."
6 Tava Mudivi imomo, Matenga vakati,"Denga rose radzika, vatumwa vese vauya kuzoona kuberekwa kwaJesu muGuta."
7 Vakauya vakawandisa chaizvo. Tarisa Mateo 1: 18–25, naMateo 2: 1–12, naRuka 2: 1–20.
8 Musangano iwoyu wekuberekwa kwaMambo Jesu muGuta wakatyisa kwazvo.
9 Uye hazvisati zvamboitika munyika kuti vatumwa veDenga vauye vachizviratidza munyika; pipi guru.
10 Nomusi weKirisimasi iwoyo, vatumwa, vana Mariya Amai vaJesu, Josefa, Mariya Magadharini, Erizabheta, Vafudzi, Vachenjeri, Nyeredzi, Zakariya naMambo Soromoni.
11 Vese vakadzika kubva kuDenga vachiuya kuzozviratidza muGuta; pipi guru kwazvo.
12 Vakanga vakapfeka zvichena vese; rinodaro shoko,"Magandanga emudanga auya munyika."
13 Vakauya Mudivi vakagara vakatarisa kumabvazuva.
14 Vafudzi neVachenjeri vakanga vachitenderera mwana Jesu, akanga akabatwa naAmai vake.
15 Matenga vakati,"Mariya naPitorosi, gadzirira hana yako, vatumwa vauya zvakanyanyisisa nhasi, Denga rose raoma."
16 Zvino rakatarisa kudenga rapedza, rakasimudza ruoko kudenga richiti,"Mhondoro dzeDenga dziri muno nhasi."
17 Ipapo rakashevedzera richiti,"Vatumwa veDenga, yava nguva yenyu iye zvino."
18 Pakarepo ndakaona munhu mumwe nemumwe achisimuka nemutumwa wake achibhabhama, achitenderera Divi .
19 Zvino vakauya vachitenderedza Matenga vachikotama pamberi paro.
20 Rakati rimire pamberi pavo rikati,"Ndiani ane nzara kana nyota zvayo?"
21 Rikati,"Ndiani ane mucheche ari kuchema?"Asi hapana, zuva rakwira zvakadai.
22 "Hamuoni here kuti Mweya bedzi mukati meGuta?"
23 Rikati,"Zvose izvi nemaziso aona, nenzeve dzanzwa, bva mbwaimbwai nguva dzose."
24 Pakarepo dhimoni rakabuda, kuzadzisa zvakakanga zvabva kurongwa kuti kuone une nzara idhimoni rinomudaro.
25 Matenga vakati,"Pamusangano uno wevatumwa veDenga, vana Herodhe naJudhasi ndafano ndavabvisa, hapana."
26 Zvino ndakaona hope yeumwe neumwe ichifarira zvikuru kwazvo.
27 Rikati,"Kwete zviye zvamaiita muri munyika muine zvivi: upombwe, kunyepa, uroyi, kuba."
28 "Ndiri kutoshingaira kuzvichenesa zvose."
29 "Mose maiva vana Herodhe munyika."Matenga ngariropafadze mashoko aya nekusingaperi. Amen.