Guta Ra Jehova
Lesson 76

Guta raJeneti

1 Jeneti ndiye anotungamirira akapfeka zvitsvuku, mabhachi, nevakapfeka makaki vanonzi varwi.

2 MuGuta imomo hamuna masikati, hamuna usiku kwete.

3 Munondova nerufaro chete; hamuna kuchema kana rufu, kana nekurwara zvako hamuna.

4 Vanogara vakabata maBhaibheri, nekupembera, nekuimba rwiyo rwavo rwekutiVanogara vakabata maBhaibheri, nekupembera, nekuimba rwiyo rwavo rwekuti "Tenzi Taungana Muno Mumba Menyu, Hurukuru Dzako Baba NgatidzidzweTaungana Muno Mumba Menyu, Hurukuru Dzako Baba Ngatidzidzwe".

5 Kana waenda muGuta raJeneti unoimbirwaKana waenda muGuta raJeneti unoimbirwa "Tenzi Taungana"raBaba,"Jerusarema Musha WanguMusha Wangu".

6 MwewaMambo Jesu,"Watakura kuipa Jesu kusiri kuipa kwako".

7 Unoimbirwa izvi kana wafa uri muGuta raJehova.