Guta Ra Jehova
Lesson 15

Kutanga Kutarisa Zvikonzero

1 Kwaiti kana kuine zvemenisheni renhumbu.

2 Kana Mweya vaona kuti nhumbu idzi hadzina kunaka.

3 Vanobata kumusana, vodzorera mwana mudzinhumbu dzadzo.

4 Nekuti anenge aiswa nedhimoni.

5 Saka vamwe vachitarisika sevasina nhumbu, asi vese vanadzo.

6 Votovenekwa neMweya, asi mweya yetsvina, madhimoni, yakanga yakabata vanhu chaizvo.

7 Ndiyo yaitadzisa kuti vabereke vana munyika.

8 Matenga vanonamatira mweya iyoyo yobuda; yaibvunzwa zvainoda ichitaura mhosva dzayo, mwana ogara zvakanaka muura imomo.

9 Madhimoni aya anenge aripwa, kana kusununguka inyore.

10 Asi pane mimwe mweya yetsvina inonzi: Umai, Zukuru, Ngozi , Gushu, Zimbwa; zvinhu izvozvi zvinonetsa kwazvo.

11 Nedehwe raAmbuya, ndizvo zvinoita kuti munhu arege kubereka nedzimwe nguva.