Guta Ra Jehova
Lesson 41

Kutenda Ngosi YekwaMutare

1 Kunoti nemumwe musi, Matenga vakaenda kunotenda nzvimbo yavakapiwa neNgosi yeMutare.

2 Vakasvika pahofisi, vakaona mhaka dziri kupinzwa.

3 Sajeni weipapo akadzimisa dzimwe mhaka.

4 Matenga vakapinda mukati, Matenga vanoti,"Ndinotenda nekundipa nzvimbo yakadai."

5 Hurumende inoti,"Ndinotenda nekuti muri kugara zvakanaka."

6 Ngosi inoti,"Ona tsamba iyi inoti ndinoda kuti muGuta muiswe tumigero, kuti mvura irege kuzoshatisa muGuta rako, nemapuranga neuswa."

7 Anoti,"Ndinoda kuona basa rako richifambira mberi."

8 Anoti,"Muri kugara zvakanaka here? Hameno kune vamwe vanhu vanoti nyii?"

9 "Asi isu Hurumende tiri kufara kwazvo nemusha uyu."

10 Izvi zvakataurwa neumwe Muvhangeri , akaimba Rwiyo 95,"Nditarire nekufara ndiwe wanga wandifira".