Guta Ra Jehova
Lesson 116

Chiziviso CheHwai muGuta Pipi

1 Mazuva akakosha kwazvo muGuta, mazuva aiti kana ukarangarira, mwoyo unorwadza kwazvo.

2 Kana warangarira nezvakanga zvichiitwa nehwai iyoyo.

3 Nerwendo rwayakanga yafamba, nekutenderera kwayakanga yichiita Mudivi .

4 Nekupinda kwayakanga ichiita svondo nevanhu, nekukwira mugomo kwayakanga ichiita, nekurapwazve pamwe nayo.

5 Zvirokwazvo, zvirokwazvo, iyoyo yevazhinji yakatambudzika zvikuru kwazvo.

6 Baba vakati,"Kubvira musi wayaputswa munyika, ndainga ndichityiswa chete nehwai iyi."

7 Zvino Baba vakati,"Ndakanga ndisingazivi kuti kuuya kwayakaita yakanga yatumwa."

8 "Kuti inyore zvivi zvevanhu vese, paraini imwe neimwe."

9 Yakanga ichinyora, kana nekurwendo kwayaifamba, yakanga iine bhuku rayo guru kwazvo.

10 Pakarepo Baba vakati,"Zita rayo ranzi ndiJohane."

11 "Ane ndebvu refu huru kwazvo; vauya ava, munhu mukuru kwazvo akati, 'Ndini hwai'."

12 "Ndauya Matenga , ko bhuku rangu randakasiya ranyorwa munyika riri kupiko?, ko bhuku rangu randakasiya ranyorwa munyika riri kupiko?"

13 Matenga vakati,"Vaisa bhadhe muhuro ndiyani, hamuzivi here kuti yaiva nengundu huru kwazvo."

14 Matenga vakati,vakati, "Dai yakauya iri mutumwa , tose taitiza hapana waimirapo., tose taitiza hapana waimirapo."

15 Pakarepo Gwayana rikati,"Mutungamiriri wemasoja wapfuura."

16 Zuva iroro Matenga vakaburitsa vatumwa kuti vachingurane naJohane.

17 Rikati,"Aisi yechando yevatumwa, yadzikiswa zvakanyanya kwazvo."

18 Zvirokwazvo aisi iyi takainzwa, yakanga yadzikiswa.

19 Zuva rakatyisa mukati meGuta, vanhu vaMwari. Amen.