Guta Ra Jehova
Lesson 16

Kupona Kwomuchena Paguta

12 Kwakavawo nevarungu vazhinji vakaponeswa paGuta raJehova, pakandava.

13 Mumwe murungu aiva nehosha yekusvuuka muviri wake wose.

14 Asi madhokotera ose akatadza kurapa hosha iyoyo.

15 Asi akazorapiwa naMatenga akabva aponeswa.

16 Nebasa akanga asingashandi, asi ava kutoshandawo sevamwe varungu, nekuti akaponeswa.