Lesson
128
Huwandu Hwekuponeswa Kwevanhu muHighfield, Harare
1 Vanhu veHarare vakanga vagadzira kudya kwakakwana kwazvo.
2 Uye kwakashandwa basa guru rakatyisa kwazvo.
3 Pamasvondo maviri aya vakabatwa pamusoro vakakwana mazana matanhatu nemakumi mana (640).
4 Vakapfeka mabhande 110, varungu makumi maviri nemumwe (21).
5 Hakuna svondo yandakamboona ingapinduka vanhu zvakadaro.
6 Vakapfekedzwa Mweya Mutsvene vakakwana 154.
7 Vanhu vakauya kuzoona vakakwana 16,000 huwandu hwavo.
8 Pakaurayiwa mombe 4, masaga eupfu 25; hwaipiwa vanhu pasina mutengo.
9 Chita ichi chakanga chavaku shandira Matenga acho zvazviri.
10 Tsitsi dzaMatenga dzinoshamisa kwazvo vanhu vaMwari. Amen.