Guta Ra Jehova
Lesson 127

Kusimuka kwaBaba muHighfield

1 Kwapera mavhiki maviri, Baba vakasimuka kubva Highfield, vachidzoka muJerusarema, mumusha weMweya Mutsvene .

2 Vanhu vakakwira chitima umo makange muchibuda mashura nezviratidzo pakudzoka kwavo.

3 Asi Baba vakauya nengarava yavo yakanga ichityairwa naMasiyiwa.

4 Vasvika muGuta, vanhu vakanga vakagarira chaizvo.

5 Ngarava yaMatenga yakaridza huta; vanhu vakauya vachipembera, asi vamwe vakanga vakabatwa nemasimba.

6 Zvino rasvika, rakatarira ngarava yavo yakanga yavakiswa.

7 Pakarepo vakataurirana naBaba, vakanogara mune imwe imba.

8 Remangwana acho, rakaenda Zaka uko kwakanga kwabuda madambudziko.

9 Saka Matenga harina zororo munyika.

10 Rasvika imomo, nyika iyoyo yakazunguzika, asi makapisa chaizvo.

11 Rikati kuna Baba,"Mvura ngainaye."

12 Zvino Baba vari muDenga vakati,"Zvendinoti kana ndakututsira munyika mvura hainayi wani,"vanodaro Matenga .

13 Zvino zuva rakapisa semoto uri kunaya.

14 Kuzoti zuva reMugovera mvura zhinji yakanaya.

15 Matenga rakabva razodzoka muGuta zuva iroro.