Kupinzwa Kwevanhu Mumba Yekudenga Mugore Idzva Pipi Guru
1 Takafumamuka mangwanani tichiimbaTakafumamuka mangwanani tichiimba "Jerusarema musha wakanaka uri mweya chetemusha wakanaka uri mweya chete", rinodaro shoko.
2 Zvino vatungamiriri vatatu vakanga vauya neyunifomu tsvuku.
3 Asi ivo vachiziva zvavo kuti kana kwaimbwaAsi ivo vachiziva zvavo kuti kana kwaimbwa "Jerusarema ".
4 Munhu wese anofanira kupfeka nguwo chena dzeGuta roMutumwa, Jerusarema .
5 Matenga vauya vakati muchiziviso,"Vanangu, ndakupinzai mese muimba huru kwazvo."
6 "Iyo yandakanga ndakugadzirirai; ndakupinzai mose, nevakanga vasingazivi kukodzera vapinzwa vese."
7 "Asi vatungamiriri vatatu ava vasara."
8 "Nekuti vasiya mbatya yetsvitsa, mbatya chena yakanga ichidiwa."
9 "Kufanana nezuva riye rakatuma Mambo varanda vake kunokoka vanhu patsvitsa yake. Tarisa Mateo 22: 1–14.varanda vake kunokoka vanhu patsvitsa yake. Tarisa Mateo 22: 1–14."
10 Zvino ivavo vakatorwa vakaiswa pamberi, zvikava nekutyisa kwazvo.
11 Matenga vakati,"Tarisa Mariya naPitorosi, gara vakagadzirira pamweya."
12 "Hauzivi musi nenguva; kwete panyama, Baba havadi; hakubviri kumakata, hakuna tsvete."
13 "Ona nhasi, kutaura chokwadi wasara; mapindwa nevaya vakanga vasina kukodzera.wasara; mapindwa nevaya vakanga vasina kukodzera."
14 Matenga vakati,"Makaona here karambi aka? Ndiwo marambi anga akabatwa nemunhu wese anga arimo."
15 Pakarepo Matenga vakati,"Vane maziso emweya tarisai muone imba yacho iyoyo."
16 "Kukura kwayakaita; pane mutumwa mukuru amire pamba ipapo pamusuwo wacho.mukuru amire pamba ipapo pamusuwo wacho."
17 Vese vakanga vaine maziso emweya, kwete enyama, vakazviratidzwa zvakanga zvichirongwa neGwayana.
18 Ipapo pakaimbwa Rwiyo 64 runoti:"Paimba yaMwari ichiripo nzvimbo yekupenya, pindai, pindai nzvimbo ichiripo."
19 "Imba yetsvitsa yoda kuzara ichakazarurwa, pindai; chenjera kuzaririrwa gonhi."
20 Zvino pakarepo vanhu ava vakasimuka nezvigurangu zvavo mumaoko.
21 Vakauya pamberi paMatenga vachipfugama, vachirivirikidza; vakatenderera Divi rose.
22 Pipi guru risina kumboitika mukati menyika.
23 Uyezve taifanira kutyiswa pane izvi, vanhu vaMwari.
24 Pakarepo Matenga vakati,"Zvanga zvanzi vaya vatungamiriri vasungwe, vaiswe kunze kwemusha."
25 "Nekuti havana kuuya nenguwo dzetsvitsa."
26 "Kuzadzisa shoko riye rakanyorwa kuna Mateo 22."
27 Taifanira kurangarira pane izvi nguva ichiripo; pipi rakatyisa kwazvo.
28 Hero Basa raMatenga riri kuzadzisika mukati mematsamba ekare. Amen.