Zuva Guru Rekutanga Mugore Idzva muGuta raVaJehova
1 Akati mangwanani mugore idzva, pazuva rokutangisa.
2 Takafuma muka tichiimbaTakafuma muka tichiimba "Jerusarema musha wangumusha wangu".
3 Takatenderera Guta rose nezvigurangu zvedu tichipembera.
4 Vanhu vese vakanga vachifarira gore idzva; tikakwira mugomo.
5 Mugomo imomo umwe neumwe akanga achiimba akaisa mwoyo wake kwakadzama.
6 Vanhu ava vakanga vachizviratidza kuna VaJehova, vachiti,"Onai makandiponesa pagore rapfuura iri."
7 "Mukandinunura mumatambudziko ese, andakanga ndinawo mugore rapera."
8 "Asi honai, ndava pano kumuvirikidzai, Matenga .."
9 Matenga vakabuda vakapfeka zvichena, richienda Mudivi .
10 Vanodaro Matenga , zuva iri izuva rakaropafadzwa chaizvo mugore rose.
11 Zuva rakanga richityisa aninaani mumwoyo make.
12 Munhu wese akanga achiti,Munhu wese akanga achiti, "Matenga ane tsitsi nekuti ndariona gore idzva nhasi. Amen.ane tsitsi nekuti ndariona gore idzva nhasi. Amen."