Guta Ra Jehova
Lesson 111

Musangano waJeneti muGuta raVaJehova

1 Musangano waJeneti wakanga warumbidzwa kwazvo neGwayana, kubvira pakati pevhiki kusvikira zuva ravakapfekedzwa muGuta.

2 Vese vakanga vachida kupfeka mabhachi matsvuku aJeneti, vakasungwa madhimoni nezvifananidzo.

3 Uye unototanga wadzidzira Chidzidzo cheGuta raJeneti.

4 Varume vese vaida kupfeka mabhande matsvuku, mikwakwa, vakanga vaitawo saizvozvo.

5 Mabhande eG. R. J. matsvuku anobva muGuta raIshe Jesu avo akabva muropa rake iye Kristu.

6 Wakanga uri musangano mukuru kwazvo, wakatyisa aninaani akanga aripo.

7 Wakanga warumbidzirwa uchirumbidzirwazve kuti Jeneti naRacheri varikupfeka nevanin'ina vake.

8 Matenga vakati,"Ndaona yunifomu iyi yatsvuka chaizvo."

9 Akati mangwanani eSvondo Mudivi makanga muchityisa kwazvo.

10 Vanhu vakakwira mugomo, vakadzika vakauya Mudivi .

11 Vagara, Baba vakasimuka vakati,"Nhasi ino izuva guru kwazvo."

12 Pakarepo Baba vakati,Pakarepo Baba vakati, "Jeneti naRacheri ngavauye Mudivi , pamwe nevakanga vaine vatumwa vakuru vakuru., pamwe nevakanga vaine vatumwa vakuru vakuru."

13 Vakauya vachichingamidzana naJeneti naRacheri vakanga vatsutsa munyika.

14 Pakarepo Baba vakati,Pakarepo Baba vakati, "Nhasi kwapfeka hambakamba dzekudenga, Noa, Mosesi, Aroni neN'anga dzeGuta.dzekudenga, Noa, Mosesi, Aroni neN'anga dzeGuta."

15 Musangano uyu wakatyisa kwazvo, zvisina kumboitika munyika.

16 Zuva iroro nyika yakanga yasandurwa, sokunge tiri kudenga, vanhu vaShe.

17 Kuzoti vapfeka yunifomu nemikwakwa inotyisa kwazvo, Divi rose rikava nekutsvuka.

18 Mbasha iyi yakanga isina kufanana nedzimwe dziya dzataipfeka tichiri munyika.

19 Dziya dzaipfekwa munhu abva kunopomba, abva kunoputa fodya, abva kunoroya, abva kunomwa doro.

20 Asi iyi yakanga isina kudaro; yaitopfekwa nemunhu akanga abviswa mweya yakaipa yose.

21 Iyi yunifomu yakabva kudenga ichidzika pasi kuti tiipfeke tichiri munyika.

22 Rinodaro shoko raMatenga,"Yunifomu iyi ine rupawa vana vangu."

23 "Izvozvi maipfeka haina kufanana nedzimwe dzamaipfeka mudzisvondo dzenyu."

24 Kuzoti ava masikati takapinda Mudivi .

25 Baba vauya Mudivi , pakanga pachiparidzwa zvinotyisa kwazvo.

26 Baba vakati,Baba vakati, "Ndiyo hambakamba yemukadzi iyo ndakanosangana nayo, apo ndakadzimwa munyika.yemukadzi iyo ndakanosangana nayo, apo ndakadzimwa munyika."

27 Baba vakati,"Ndakasangana naye, uye ndakanosangana nezvinyorwa; zvose zvaunoita zvakanyorwa vana vangu."

28 Asi apo vakanga vachipfeka, Noa, Mosesi naAroni naJeneti naRacheri vakapfekedzwa naMatenga.

29 Jeneti naRacheri vakapiwa maBhaibheri avo neHimu Bhuku dzacho.

30 Mosesi akapiwa tsvimbo yake; zvakava nekundityisa zvikuru kwazvo.

31 Baba vakati,Baba vakati, "Nhasi kwapfeka hambakamba dzekudenga, mabhande anotyisa akabva muropa raKristu.dzekudenga, mabhande anotyisa akabva muropa raKristu."

32 Masikati iwayo pakava nemutinhimira wakatyisa kwazvo; waitambirwa nevakanga vapfeka kare nemasoja.

33 Kuzoti ava manheru acho takarapiwa.

34 Tapera, Matenga vakati,"Nhasi mabhande nemabhachi matsvuku aJeneti zvatsvukatsvuka muGuta nhasi."

35 "Zvava kwauri iwe wapfeka nhasi kuti wafunga zvipiko?"

36 "Wada kuti uende kuGuta ripiko, raSatani here?"

37 Matenga vakati,"Vamwe venyu vapiwa mazita, ndatetakutaura zvangu nekuti mwoyo yenyu haina kubata."

38 Matenga vakati,"Apo manga mabira pamhiri apo muchifora matsvukatsvuka, manga musingachadzoki."

39 "Kuzadzisa izwi randakambotaura riya."

40 "Nhasi mabhande matsvuku nemabhachi zvapfekwa nevaya vakanga vasina kufanira munyika."

41 "Asi nhasi vagadzwa Umambo hwekudenga.hwekudenga."

42 Umambo uhu hwakatyisana nemwoyo wangu, vanhu vaMwari. Amen.