Guta Ra Jehova
Lesson 113

Jeri raSatani, Pipi Guru

1 Mangwanani Gwayana rimire pakati peDivi mukati mevanhu vaRo.

2 Vakanga vakaungana muGuta, zviuru nezviuru.

3 Rikati,Rikati, "Panzvimbo yekuti Guta raSatani, ranzi iJeri raSatani.raSatani, ranzi iJeri raSatani."

4 "Uye majaya nemhandara vasina yunifomu vari kuJeri raSatani."

5 "Ndinotozovabvisa kana vapfekedzwa yunifomu yemweya."

6 "Asi icho Satani chirikudurumo, chirimo chichiti, 'Makandipa nyika huru kwazvo asi hamuna vanhu'.chirikudurumo, chirimo chichiti, 'Makandipa nyika huru kwazvo asi hamuna vanhu'."

7 "Ndinotoendamo ndiine masimba anotyisa kwazvo kuti chitotya nekudedera,anotyisa kwazvo kuti chitotya nekudedera," vanodaro Matenga .

8 "Zvezvanzi ijeri kozvandakadzimurazve mapapiro avo matsvuku neoweroro nhema yakasviba."

9 Chakava chiziviso chikuru kwazvo mukati mevanhu vaRo.

10 Jeri rekudenga, vese vanoita mabasa ose akaipa pasi pano anoendeswa imomo.

11 Mune kutambudzika kusingazoperi narinhi.

12 Dai tanyatadza zvakadii, ngatichemererei kuGwayana rinotiregerera. Amen.