Kumuka Kwemuvaki Webhiriji, Pipi Guru
1 Nerimwe zuva Matenga vanotsanangura kumuka kwemuvaki webhiriji mumweya.
2 Vakatanga kushuma nziyo mbiri; rwekutanga ndi 120"Wauya Mucheki Mukuru", kukazouya 127, kukazouya 127 "Jerusarema Musha WanguMusha Wangu".
3 Baba vanoti rwiyo urwu,"Ini ndiri Mucheki", rwakatadzikana munyika kaupenyu nevashakabvu.
4 Saka shoko rinoti zuva rinouya Mukomana wekukanzura nyama nemweya; wakachenjera anopfuura, nemarema anopfuurawo.
5 Matenga vanoti,"Ndichatsvaga, asi ndamuona panzvimbo yaari pane goridhe nechipikirwa."
6 "Ndabvunza zita rake; murume ndiMikayiri, mukadzi Rusiya."
7 "Ivo pavari vaane mbasha dzinotyisa kwazvo, nekuti vakashanda basa rinotyisa chaizvo."
8 Matenga vanoti,"Munofanira kushandira zvinoponesa kwete zvivi."
9 "Kwete kudarikira mirairo yaMatenga, asi Mikayiri wakashandira nemwoyo unoda; akanoona nzvimbo muMusha."
10 Matenga vanoti,"Ko imi moshandira kunoraswa here?"
11 "Zivai imi nekuti makaona nzira yekuraswa nenzira yeupenyu hutsva uhu."