Kusimwa Kwenziyo Dzemaguta EmuDenga muGuta Pipi Guru
1 Zvino Matenga vaona kuti vatumwa vese veDenga vazara munyika.
2 Rikati,Rikati, "Ndinomuudzai kuti Guta rimwe nerimwe rine rwiyo rwaro.rimwe nerimwe rine rwiyo rwaro."
3 Rikati,Rikati, "Zuva raMiriemu, izuva reChitatu; munofanira kuimba Rwiyo 77, 'Ona vanhu vako Mwari , ko dzose nguva'., ko dzose nguva'."
4 "Nekuti Miriemu vakanunura munhu wese kubva mukati mematambudziko."
5 "Zuva reChina ndere Guta raJeneti; ihurukuru chete, 'Tenzi Taungana' nechuni yake.raJeneti; ihurukuru chete, 'Tenzi Taungana' nechuni yake."
6 "Kusvikira pamaperero eshoko rakewo."
7 "Zuva reChishanu ndiJobho, mukomana wemakiyi, Guta raBaba Jerusarema ; nerwiyo rwavo rwe 'Jerusarema musha wangu, musha wakanaka'.; nerwiyo rwavo rwe 'Jerusarema musha wangu, musha wakanaka'."
8 "Zuva reMugovera rinenge riri zuva remasoja akadzika munyika; zuva reRuwadzano rwevakomana veG.R.J."
9 "Nerwiyo rwavo, 'Watakura kuipa Jesu kusiri kuipa kwako', rwiyo rweGuta raMambo Jesu."
10 "Kouya Hova nemusi weSvondo nedzimwe nguva, mune vakomana vemaPumhu nemajamba avo machena, vachiimba 'Hova dzeruponeso dzinoyerera'."
11 "Kouya Noa, 'Tenzi Taungana' dzinde; mutakuri wezvose zvinenge zvanetsa."