Kushandira Mwari Zvazviri
1 Kuzoti Matenga vatarisa mukati mevanhu vavo, vanoti,"Itai mvuserere."
2 "Musateere; ini ndine basa rangu guru randinoita."
3 "Pane mapipi andakaita pano paGuta; munovaziva muchiaona pane mangani ko?"
4 "Pane achavaziva here?"Asi hapana akapindura ipapo.
5 Asi Baba ndivo vakazofudzira amwe mapipi mashomanana, asi mapipi mazhinji haana kuzodudzirwa; asi mapipi aya apfuura mazana mashanu akaitwa naBaba munyika kutanga basa kwavakaita, kubvira kuGuta ravo kusvikira nazvino.
6 Baba vanoti,Baba vanoti, "Kana ndaratidza pipi ndinenge ndichida kuti mupone, asi imi moramba.ndinenge ndichida kuti mupone, asi imi moramba."
7 "Asi ndinenge ndichida kuti mupone zvenyu."
8 Asi apo pipi raBaba rakauya, ndakatyiswa chaizvo.
9 Vakauya nemhuri yavo nevatumwa vavo vakamboimba mugomo vaya.
10 Baba vanoti,Baba vanoti, "Dai pasina Guta maipona seiko imi mune zvirwere zvakasiyana-siyana?maipona seiko imi mune zvirwere zvakasiyana-siyana?"
11 Saka ngatikudzei Matenga zvazviri tose.