Guta Ra Jehova
Lesson 178

Zuva Rokumuka kwaBaba muGuta

1 Tinoti tabva mumaropa kwemazuva mana.

2 Rechishanu, vanhu vanofumuka vakachena-chena, vachitenderera neGuta rose vachiuya Mudivi .

3 Zvino vanenge vaine zvingorangu zvavo, vachiimba,Zvino vanenge vaine zvingorangu zvavo, vachiimba, "Jerusarema Musha Wangu, Musha Wakanaka.Musha Wangu, Musha Wakanaka."

4 Vanenge vorangarira kumuka kwaMusiki wavo.

5 Zvino shoko remumwe nemumwe rinenge rechiti,"Baba dai mamukawo nemoyo wangu."

6 Hama dzangu, ngatimunamatei uyu Musiki watakaona tose.

7 Baba ngavaropafadze mashoko avo nekusingaperi. Amen.