Matenga vanotenda kuHurumende
1 Matenga vanoti vamire pakati pevanhu vavo, vanoti,"Nezuro takafamba zvakanaka hedu; vakati, 'Ndasvika pahofisi, ndakagara chinhambo chidikidiki, ndikapinzwa muhofisi.'"
2 "Ndachingamidzwa neNgosi imomo."
3 "Ndabvunzwa neupenyu, 'Uri kugara zvakanaka here?'"
4 "'Vanhu vako varikufarirana nenzvimbo iyoyo here?'"
5 "Iyo Hurumende inoti, 'Isu tiri kufara nebasa rako'."
6 "Vanoti, 'Chipo chedu ndeche mapuranga atichazosima imomo'."
7 Matenga vanoti,"Izvo zvatyisa nemwoyo wangu."
8 Anotizve,"Tasvika munyika yeKenani."
9 Ngosi inoti,inoti, "Matenga , panhasi izvozvi zvakanyorwa mubhuku guru pamusoro, zita reHurumende., panhasi izvozvi zvakanyorwa mubhuku guru pamusoro, zita reHurumende."
10 Hurumende inoti,"Vanhu vako vari kukuchengeta zvakanaka here?"
11 "Nekuti chikomborero chamakapihwa imi muAfrica."
12 Matenga vamire pakati pevanhu vavo vakaona chokwadi chaMatenga, anoti.
13 "Makagadzirirwa nzvimbo panyika, yekugadzirira mweya yenyu muchiri vapenyu."
14 "Vakafa kare kare vamwe vari mugehena, vari kuchema usiku nemasikati, vari kunetsekana nesenduru, nekupisa, vanzwa chaizvo."
15 "Vanoti, 'Vagoni henyu makasangana naMatenga muchiri vapenyu zvenyu'."
16 Matenga vanoti,vanoti, "Mwoyo wangu unofara nekuti vanhu veAfrica mava kuzivawo Mwari .."
17 "Mava kushandirawo Mwari muchikwira mugomo nerufaro, nemashizha muchikurumbidza Mwari usiku nemasikati.usiku nemasikati."
18 "Izvo makanga musingazivi ba, nekuti makanga makafukidzwa nerima."
19 Matenga vanoti,"Ndinotenda VaJehova nebasa iri."
20 "Kuna Mangwende vakandidzinga."
21 "Ndanga ndichiti mweya iyi ndinoiisa papi?"
22 "Asi Mwari ane tsitsi nesu chaizvo; akatipai nzvimbo, nedzimba dziri pano dzakawanda dzinokwana 1,145 dzese pamwechete.ane tsitsi nesu chaizvo; akatipai nzvimbo, nedzimba dziri pano dzakawanda dzinokwana 1,145 dzese pamwechete."